Request & respond explanations
  • Don't understand the meaning of the song?
  • Highlight lyrics and request an explanation.
  • Click on highlighted lyrics to explain.
National Anthem – Zimbabwe Native Anthem Text lyrics

1. Simudzai mureza wedu wezimbabwe
Yakazvarwa nomoto wechimurenga;
Neropa zhinji ramagamba
Tiidzivirire kumhandu dzose;
Ngaikomborerwe nyika yezimbabwe.
2. Tarisai Zimbabwe nyika yakashongedzwa
Namakomo, nehova, zvinoyevedza
Mvura ngainaye, minda ipe mbesa
Vashandi vatuswe, ruzhinji rugutswe;
Ngaikomborerwe nyika yezimbabwe.
3. Mwari ropafadzai nyika yezimbabwe
Nyika yamadzitateguru edu tose;
Kubva Zambezi kusvika Limpopo,
Navatungamiri vave nenduramo;
Ngaikomborerwe nyika yezimbabwe.
Sent by Carlos Andrй Pereira da Silva Branco



Lyrics taken from /lyrics/n/national_anthem/zimbabwe_native_anthem_text.html

  • Email
  • Correct

Zimbabwe Native Anthem Text meanings

    Write about your feelings and thoughts about Zimbabwe Native Anthem Text

    Know what this song is about? Does it mean anything special hidden between the lines to you? Share your meaning with community, make it interesting and valuable. Make sure you've read our simple tips.
    U
    Min 50 words
    Not bad
    Good
    Awesome!

    Post meanings

    U
    Min 50 words
    Not bad
    Good
    Awesome!

    official video

    Featured lyrics

    0-9 A B C D E F G H I J K L M N O P Q R S T U V W X Y Z