Hazvichaita lyrics by Gurudhara - original song full text. Official Hazvichaita lyrics, 2024 version | LyricsMode.com
Request & respond explanations
  • Don't understand the meaning of the song?
  • Highlight lyrics and request an explanation.
  • Click on highlighted lyrics to explain.
Gurudhara – Hazvichaita lyrics
Eh koinzwaika
Takumboita kari ka cpr, takudzora Zim hip hop mugame, Zim hip hop is not dead, Zim hip hop is alive,

[Intro]
You it's your boy GuruDhara, Hapana mhou ino kumira mhuru isiri yayo, you know the story

[Hook]
I never had a chance to tell you that I'm sorry kana unemukana listen to my story,

[Verse]
I was young ndiri pwere kufurirwa shamwari, plus ku shamisira ndingazive Mwari,
Ndiwe chete mxana ainzwisisa, ayindida zvandiri kwete kundidira mari,
I had this attitude problem sema teenage boys taida zvekushamira, tichinyepera vaxana nguva nekuvatambisira, ndangariro dzondibaya moyo, ndakatamba nenguva kusvika waora moyo, kana mimba ndakaramba ndikati ahisi yangu,
Nd you kept looking ukati shuwa shuwa daddy, ndikakuzvuzvurudza ndikakusiya kunze kwe gedhi,
Ipapo ndakaita mbwende you can call it stupid, gimme another chance Cuz ndashaya rugare, kudai uripano tichitoronga dzeupenyu, tiri mu mota yedu mwana ku backseat, I just want you to know I'll never stop loving you, pese pandinenge ndiri pfungwa dzangu dziri pauri, chizadzisa hupenyu hwangu huvhe nechirevo, ndiregerere shuwa ndakakanganisa, ndichaire phone, "is that too much to ask?"

I never had a chance to tell you that I'm sorry kana unemukana listen to my story,

[Chorus]
Unoziva shaa chido chiripo chekukuona, Mwana tinaye anoti yeuchidza, mazuva edu ataidanana asi hazvichaita ndakawanikwa

[Verse]
It's been a long while but still I sit back and reminisce, about the good times paya pataifara, ndichikuperekedza kutyoro ndakakubatira MacBook, wondiburitsira comb wondikama musoro, our history dates back kubvira tichiri pwere, saka zvaizofadza tiri tese tichembere but now you leave me out in the cold sa Mathias Mhere, saka kuti zvisanetse nyaya yacho ngai pere, Unoziva ndinokuda zvekutokupikira jere, ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero
I never had a chance to tell you that I'm sorry kana unemukana listen to my story,

[Bridge]
Ndashaya maitiro, ndashaya madzokero, ndashaya zvandingaita kuti ndive newe, pari zvino hazvichaita, ndava nemumwe arinani baba vevana vangu, nyangwe wakandisiira zvako mwana wako ndichamuchengeta, ndichamuchengeta, ndichamuchengeta

[Chorus]
Unoziva shaa chido chiripo chekukuona, Mwana tinaye anoti yeuchidza, mazuva edu ataidanana asi hazvichaita ndakawanikwa
×



Lyrics taken from /lyrics/g/gurudhara/hazvichaita.html

  • Email
  • Correct

Hazvichaita meanings

Write about your feelings and thoughts about Hazvichaita

Know what this song is about? Does it mean anything special hidden between the lines to you? Share your meaning with community, make it interesting and valuable. Make sure you've read our simple tips.
U
Min 50 words
Not bad
Good
Awesome!

Post meanings

U
Min 50 words
Not bad
Good
Awesome!

official video

Featured lyrics

0-9 A B C D E F G H I J K L M N O P Q R S T U V W X Y Z